Svetuka kuchirochemo

Kupambuka

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 22:24, 16 Zvita 2018 na Thumani Mabwe (ereketa | zvinzatu) (Removed redirect to Kutsauka)

Kupambuka (v. Turn off, branch off,separate - from something, come apart).

Kurerutsa Mutauro

  • Mutsauko (deviation, difference)
  • Veshe vakapauka, veshe vanetsvina; akuna naumwe unoita zvakanaka, haiwa, akuna naumwe hake: But all turn aside, all alike are corrupt; no one does what is right, not a single one. (Nduyo 14:3 Bhaibheri reChiNdau).

Mitauro yeBantu

  • Mururimi rweLenje kune izwi rinoti kupambana (part, branch, divide e.g. road). Pacho panopambana nzira ponzi mapambanwe.
  • Vatauri veKikongo vanoti mpambu (bifurcation - of roads division of something into 2 branches or parts) kureva mhambu kana kupambuka.
  • Mururimi rweKikongo vanoti vambula (v.t. separate, divide or push apart) vachireva kupambura.
  • Mururimi rweKikongo vanoti vambana (v. to part from each other, to separate, divide, be separate or apart, to dissolve partnership) vachireva kupambura.
  • Mururimi rweKikongo vanoti vambuka (v.i. separation or parting) vachireva kupambuka.
  • Mururimi rweKikongo vanoti vambanisa (v.i. separate, divide, disjoint, disperse, disband) vachireva kupambanisa.