Svetuka kuchirochemo

Goronga

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 00:57, 12 Kubvumbi 2020 na Thumani Mabwe (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Goronga (ditch or gully, trench, dry river bed) zvinoreva mugero wakadzika. Goronga ringava rakakonzerwa negukuravhu; gooronga rinowanikwawo pamucheto pemugwagwa rakakonerwa nokuunganidzwa kwedhaga pakavakwa mugwagwa. Kana awanda anonzi makoronga kana magoronga.

  • Kusiyana kwegoronga nemugero kuri pahudzamu hwezviviri izvi.
  • Goto (narrow deep donga or ditch - often holds water for long).

Nguva yeHondo yePasirose yeChipiri mawuto akachera magoronga umo vairidza pfuti dzavo vachirwisa mhandu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaSwahili vanoti korongo (ravine) kureva goronga.
  • VaIkizu vanoti rihoronga (ravine) kureva goronga.
  • VaKabwa vanoti omugera (ditch, channel) kureva goronga kana mugero.
  • Vatauri veLunyoro vanoti mugera (a small valley) - zvichida vachireva mugero.