Svetuka kuchirochemo

Chiso (Chiumbwa)

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 03:04, 24 Zvita 2020 na Thumani Mabwe (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Muchidzidzo chePimanyika, chiso (surface) inzvimbo ine miganhu unotarwa nehwasha uye hurefu asi pasina hudzamu. Muenzaniso ungapiwa ndeuyo watinoouna takatarisa pamusoro petafura, madziro emba, garo repoto, denga remba zvichingodaro.

Zvakakosha kutsambidzira kuti chiso hauna hudzamu nyangwe zvavo uchitsigirwa nechivakwa kana mbiru dzine hudzamu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]