Mambwe-Lungu
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuVaMambwe)
Cilungu mutauro unowanikwa kuchamhembe kweTanzania nekumusoro kweZambia. Cilungu chinoda kufanana neMambwe, pane musiyano mushoma.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Lungu inoti mwana (child) kureva mwana.
- Lungu inoti umuntu (person) kureva munhu.
- Lungu inoti umuti (a tree) kureva muti.
- Lungu inoti ukuzika (to be deep) kureva kudzika.
- Lungu inoti ukuluka (to weave) kureva kuruka.
- Lungu inoti ukuciisa (v. to iron) kureva kuchisa.
- Lungu inoti imbaazo (n. carving axe) kureva mbezo.
- Lungu inoti ingoma (n. drum) kureva ngoma.
- Lungu inoti mootoka (n. car) motokari.
- Lungu inoti musato (n. python) kureva shato.
- Lungu inoti beleenga (to read) kureva kuverenga.
- Lungu inoti loondolola (to explain) kureva kurondedzera.
- Lungu inoti amiino (teeth) kureva meno.
- Lungu inoti ukunzi (outside) kureva kunze kana panze.
- Lungu inoti umoto (n. fire) kureva moto.
- Lungu inoti ipapiko (wing) kureva bapiro.
- Lungu inoti inzovu (elephant) kureva nzou.
- Lungu inoti ukutemwa (to love) kureva kuda.
- Lungu inoti ukutemwaana (to love each other) kureva kudanana.
- Lungu inoti ukutemwiiwa (to be loved) kureva kudiwa.
- VaMambwe vanoti -pola (to be in good health; to be well, better) kureva kupora kuchirwere.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Lungu inoti umutungulu (a piece of land) kureva vhu.
- Lungu inoti nganda (n. house) kureva imba.
- Lungu inoti mkombe (old man) kureva harahwa.
- Lungu inoti chisaka (maize) kureva chibage.
- Lungu inoti umukota (n. stick) kureva chimuti.
- Lungu inoti ichisu (knife) kureva banga.
- Lungu inoti leta (bring) kureva kuunza.
- Lungu inoti umukazyaana (n. girl) kureva musikana.