Svetuka kuchirochemo

Zita

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 15:34, 8 Gunyana 2023 na Holani Mina (ereketa | zvinzatu) (Mitauro yeBantu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Zita (name) izwi rinodudza kuti nzvimbo, munhu, kana chinhu chinonzi ani.

Zina (Name) apa kureva zita kururimi rweChiNdau.

Mazita evanhu nemazita emhuri muZimbabwe anowanikwa pazvinyorwa zvinoti: Mazita emhuri naMazita eChishona.

  • Chiyambo (good name, praise) kureva zita rakanaka nokuda kwemabasa akanaka. Ko kuturikira chinonzi logo kuEnglish?
  • Muchowe kana jee (1. Playful talk, behaviour, temperament). Zita romuchowe: nickname.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]