Zita
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKutumidza zita)
Zita (name) izwi rinodudza kuti nzvimbo, munhu, kana chinhu chinonzi ani.
Zina (Name) apa kureva zita kururimi rweChiNdau.
Mazita evanhu nemazita emhuri muZimbabwe anowanikwa pazvinyorwa zvinoti: Mazita emhuri naMazita eChishona.
- Chiyambo (good name, praise) kureva zita rakanaka nokuda kwemabasa akanaka. Ko kuturikira chinonzi logo kuEnglish?
- Muchowe kana jee (1. Playful talk, behaviour, temperament). Zita romuchowe: nickname.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaXhosa vanoti igama (name) kureva zita. VaRwanda vanoti izina (name) kureva zita.
- VaLomwe vanoti nsina (name) kureva zita. Lunda vanoti tumba (v. name) kureva kutumidza zita.
- Lugwere vanoti kutuuma (v. to name a person; give a name) kureva kutumidza zita.
- VaLamba vanoti ita (n. call). Fananidzai nokuti Unoitwa ani?
- Kikamba vanoti isyitwa (n. name) kureva zita.