Dongo
Mataridziko
- Dongo (abandoned house or homestead) kutaura musha usisina anogarapo, vanhu vakatama kana vakapera kufa.
- Dongo (Clay pit for pottery) kutaura gomba rinocherwa dhaga rokuumba hari.
- Dongo (Clay soil) apa kureva dhaga remunyakwe.
- Dongo, sezita remunhu
- Rooranai vematongo
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Swahili inoti udongo (earth) kureva ivhu.
- VaVenda vanoti dongo (n. soil) kureva ivhu. VaNande vanoti obudongo (n. mud) kureva matope.
- Zigula vanoti dongo (n. assembly, crowd, company; host; mass).
- Sangho inoti sedongo (n. classification) - zvichida kureva matongo. Fananidzai nechirevo - rooranai vematongo?
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |