Pfugama
Mataridziko
Pfugama (Kneel in English) zvinoreva chimiro chokunge munhu akazvitsigisa pamabvi netsoka sezvinoitwa nevamwe kana vachinamata.
Nguva dzinopfugama vanhu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kana vachinamata zvikurusei maKristu
- Kana munhu achishanda sokuti mudzimai ari kukuya dovi
- Kana musoja akahwandira muvengi.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kinyarwanda neKirundi vanoti gupfukama (to kneel); VaShona vanoti kupfugama.
- Mang'anja vanoti gwada, gwagwada, gogoma (to kneel) vachireva kupfugama kana kugwadama.
- Kikongo vanoti fukama (kneel, to sit in a kneeling position, to prostrate oneself) kureva kupfugama.
- VaGanda vanoti fukamira (to kneel before; kneel upright) kureva kupfugamira.
- Bavili vanoti fukeme (to kneel down) kureva kupfugama.