Rondedzero

Download as docx, pdf, or txt
Download as docx, pdf, or txt
You are on page 1of 1

HILLCREST PREP SCHOOL

MID YEAR EXAMINATIONS AUGUST SESSION 2020


GRADE 3 SHONA RONDEDZERO
NAME___________________________________________________
SARUDZA MUSORO UMWE, UGONYORA RONDEDZERO INOZADZA
PEJI RIMWE
1. Mukuru wechikoro chedu
 Zita ravo
 Chimiro chawo( musoro , maziso , nzeve , vhudzi )
 Kwawanogara
 Zvawanoda
 Zvawasingadi
 Zvaunoyemura pawari

2. Nyora tsamba kune munhu wezera rako anogara kuimwe nyika


uchitsvaga kuumba hwushamwari naye. Muudze zvinotevera
pamusoro pako.
 Zita/makore
 Uri mukomana kana musikana here
 Chikoro chako
 Kwamunogara uye kuti ngei uchikufarira
 Zvaunofarira kuita munguva yekusununguka
 Zvaunoda kuti muzoita mawe shamwari neshamwari

You might also like