Mibvunzo Yemutauro Padanho ReO Level

Download as pdf or txt
Download as pdf or txt
You are on page 1of 35

Mibvunzo yemutauro padanho reO Level.

Muunganidzwa yakaitwa naVaTapiringana M vepaKaroi High School.

Book rino rine mibvunzo yakanyukurwa naVaTapiringana kubva mumapepa ezamanishoni kubva
mugore ra1998 kusvika 2018.

Izvi vakazviitira kuti zvive nyore kuvadzidzi nevadzidzisi kuti vaite dzokororo dzavo zvakanaka
sezvo mamwe mapepa ezamanishoni aya asingawanikwi mhanga mhanga.

Vanoda kuzivisa vachashandisa bhuku remuunganidzwa yemubvunzo iri kuti rine mamwe makore
asipo. VaTapiringana vanovimbisa kuzoita muunganidzwa yemibvunzo yemabhuku eShona
Literature sezvo yakapatsurwa kubva kumutauro.

Goverenai makasununguka bhuku rino kuti vanhu vakawanda vaitewo dzokororo vachirishandisa.

VaTapiringana vinoshuvira kuti bhuku iri ribatsire zvikuru kwamuri mose mucharibata.

Kumapepa aiva akabvunzwa pachiiswa chirungu VaTapiringana vakashandura vakaisa chiShona.


Mibvunzo yegore ra1998

Kubva pamadzitsi emazita anotevera nyora mazita ari mumipanda yawapivva.

(a) -endo 10
(b) -sikana 5
(c) -ana 11
(d) shasha
- 14
(e) -seri 16
(f) - ando 3
(g) -bhora 17
(h) -komana 9
(i) -tura 13
(j) -iso 6
(k) -chembere 5
(1) tongo 21
4]
-

(m) -famba 15 [>

(a) Ronga mazwi anotevera muzvikwata zvina. Ipa zita rechikwata


chega chega.

vapfupi vamwe rwupi dema ndomene


koga zvii rino zana upi
paye kumwe vose huru pai
mega (4)

(b) Tsanangura maumbirwo emazwi aya uchitora izwi rimwe chete


semuenzaniso kubva pachikwata chega chega. ( 4)

K]
Nyora zvirevo zvitanhatu uchirebesa dzitsi rechiito l-batal nenzira dzakasiyana-
siyana Ipa zita rerebeso yawashandisa pachirevo choga choga. *2i]

CHIKAMU I: MUTAURO
4 Kubva muchirevo chega chega chiri pazasi nyurura chidudzirachiito ugopa zita racho.
(i) Ndinoda kuenda newe kumusha. (4)

(ii) Vana vose vakanyora mhinduro nepenzura. (2)

(iii) Vakomana vaya vokuba vakasungwa nomupurisa. (2)

(iv) Chikomana chakanzvenga senyenganyenga. (2)


4

(v) Sekuru vakauya muchando vakaona nhamo.

(vi) Akarohwa chaizvo akatiza pamba.

Mibvunzo yegore ra1999

u chino.

(vii) (a) Zita rokuti bopoto riri mumupanda 5 uye rakabva


muchiito chinoti popota.
Zvino iwe chitipa mazita ane mipanda
yakadomwa anoumbwa achibva muzviito
zvakapiwa.
cheka 5
ii tema 9
iii enda 11
iv chata 3
V veza 10
vi gara 14
vii roya 1
viii rima 2

(b) Mazwi anotevera ane midzi yezviito. Zvino iwe chinyora


mudzi wechiito kubva muzwi rimwe nerimwe.
(i) kupa
(ii) muvhimi
(iii) musiki
(iv) anopenga l4Vzl

(viii) Tsanangura nzira nhanhatu dzokuumba nadzo mibvunzo


muchiShona uchipa mienzaniso.

Sokuti; Kushandisa here


e.g Unorwara
here?
[1214]
(ix) (a) Ita kuti mazwi aya ave macopulatives
ini imbwa bere
amai muHarare wangu
tete izvo mumwe [414]
(b) Tsanangura uchitsigira nemienzaniso nzira ina dzekuumba
3159/2 N2001
5

nadzo
macopulatives.
[8]
(x) Sekuru Mavhudzi vakanga vati tisangane navaranda vatatu vaMwari, Mbonga
dzapamusorosoro chaidzo. Idzi ndidzo dzaiita ose mabasa apamusoro pazvose.
Hakuna chadzaiva dzisingazivi uye zvichitoera kuti udzione.

Tsvaga zvinotevera kubva mundima iri pamusoro.


(a) Mazita maviri omupanda 1a
(b) Zviito zviviri zviri musubjunctive mood
(c) Zvirevamwene zviviri
(d) Izwi rinobatanidza zvinhu zviviri (conjunctive)

3159/2 N2001
6

(e) Chidudzirachiito chimwe chete


(f) Chipauro chimwe
(g) Chirevauwandu chimwe (quantitative)
(h) Chiito chiri Donzo rezvinhu zviviri zvinoitika panguva imwe.
(i) Izwi rimwe reranduro (negative)
0) Chiratidzi chepedyo

Mibvunzo yegore ra2001

Pindura mibvunzo miviri chete kubva muchikamu chino.

(xi) Nyora zvivakashure (prefixes) nemadzitsi (stems) emazita anotevera:

mhengo chikosoro mushauri mwenje


rwendo gumbo njiva vasungwa
meso pasi zano uchi
[ 12 y2 ]
(xii) (a) Ita kuti mazwi anotevera ave zvirevamwene (possessives)
uchishandisa sungawirirano yechirevamwene (possessive
concord) yakasiyana paizwi roga roga.

isu avo VaMoyo mai [4]

(b) (i) Ronga mazwi anotevera uchiaisa muzvikwata zviviri


zvakakodzera. Zvinonzi chii zvikwata izvi?
ichi urwo ava uyu uko
aka umo iyi utwo [4]
(c) Tsanangura kuti chikwata chimwe nechimwe chinoumbwa sei
3159/2
uchitora izwi rimwe N2001somuenzaniso kubva muchikwata chega
chete
7

chega. [4]

[ 1 2 >2 ]
(xiii) Chiito chega chega chine mutsetse pasi pacho chine
chitaridzanguva (tense sign) chipi? Nyora chitaridzanguva (tense
sign) chacho uye ugodoma zita racho.
(a) Hama dzanau dzinoaara kwaSeke. [2]

(b) Takasvika zuva ratodoka. [2]

(c) Nauva zhinii inaa taifamba tose! [2]

(d) Vakaba vacharanawa zvikuru nomutemo. [2]

(e) Aenda kumusha kwake. [2]

(f) Ndouya neshamhu here? [21/2]

[12 y2]

3159/2 N2001
8

(xiv) Nyora zvirevo zvitanhatu uchishandisa dzitsi rechiito/-rova/ nezvivanduriro zvinotevera:

(j) Chenyanyiso (intensive) [2]


(k) Chekuitika (rieuter/potential) [2]
(l) Chemherevedzo (perfective) [2]
(m) Chekuitirana nechekonzero (reciprocal + causative) [2]
(n) Chekuitira nechekuitirana (applied + reciprocal) [2]
(o) Chekuitirana nechekonzero nechekuitwa (reciprocal + [2]4]
causative + passive)

Mibvunzo yegore ra2003

Pindura mibvumo miviri chete muchikamu chino.


(i) (a) Nyora madzitsi chete amazwi anotevera
duri mubako mazwi kure
jena hama chando rwizi
mberi pagomo Marondera rize

(b) Taridza kuti l-komanal inogona kushanda sedzitsi remazita emipanda


yakasiyana-siyana / (6 y2)

[i2 y2\
(ii) Shandisa mazwi anotevera muzvirevo uchibudisa zvinhu zviviri zvingarehwa neizwi rim we
nerimwe.

3159/2 N2001
9

gura nzara chema mumwe


guru mugomo kutema rara
chakata dongo doro rota

[12/2]
(iii) Nyatsoverenga zvirevo zvinotevera wozodoma mazita ezvakatarwa mitsetse pasi.

(a) Ari apo ndisekuru vangu.

(b) Akabata mwana uye chibharo.

(c) Zvinhu zviri apo imombe nehwai.

(d) Aba mari yose mumba macho.

(e) Vanhu vasingazivi vanonetsa chaizvo.

(1) Mumwe murume akafambira penzura yoga kubva kwaMutare.

(g) Ndotora here bhuku in?


[12J$]

3159/2 N2001
2

Tatenda asekwa naTanaka.

Ndavatema nebadza.

Neniwo ndafara hama dzangu.

Akarohwa zvinotvisa.

Ndasekwa nenvika.

Takauya nomusango chaimo.

Kambudzana ako kanoita sekatsuro.

Akachema kamwe chete.

(a) Ipa zita rimwe chete rinotsanangura mazwi akatarwa mitsara pasi.
(b) Tsanangura kuti izwi roga roga rakatarwa mutsara pasi riri kurevei muchirevo
charakashandiswa.

[12 y2]
CHIKAMUII: Uvaranomwe

Mibvunzo yegore ra2004

CHIKAMU1: Mutauro
Pindura mibvunzo miviri chete muchikamu chino.

3159/2N2004
11

(a) Nyora zvivakashure zvisere zvinotsanangudza (secondary prefixes). (4)


(b)
Tsanangura uchitaridza zvinoreva chivakashure chimwe nechimwe
(8±)
chawanyorarpamusoro.

[12*]

(a) Ipa muenzaniso mumwe chete wechidudzirazita chega chega chiri pazasi.

(iv) chirevauwandu
(v) chiverengo \
(vi) chipauro
(vii) chisarudzi
(viii) chidudziramuiti
(2i)
Tsanangura uchipa muenzaniso basa rimwe chete rechidudzirazita chimwe
(b)
nechimwe chawanyora.
(10)
[12 -j]

Chiito chega chega chine mutsetse pasi chine chiratidzanguva (tense sign). Nyora
chiratidzanguva chacho ugodoma zita racho.

(i) Vadzidzisi vanoenda kubasa mazuva ose. (2)

Vana vavo vafa vose mushure mekudya howa. (2)


00
(iii) Fadzai akadva chinewa chose. (2)

(iv) Mangwana tichamukira kumunda. (2)

(v) Rudo aida murume wake asati arwara nemukondombera. (2)

(vi) Sekuru vanga voda kuseka paye pandapunzika. (2y)

[12*]

3159/2N2004
12

Uchishandisa madzitsi ari muzvikomberedzo izvi, nyora zvirevo zvinosanganisa


zvivanduriro zvawapiwa.
c
(i)
Chekonzero + chekuitwa /-famba/ W> iS ^ (2)
3
(«) Chekuitira + chekuitirana /-tonga/
(2)
(b) Chemherevedzo + chekuitwa/-cheka/
CA (2)
(c) Chekuitika + chekuitirana /-baya/ \ etc
(2)
(d) Chebatano + chekonzero /-bata/
(2)
(e) Chepfumvunuro + chekuitira + chekuitwa /-sunga/
(21)
[121]

3159/2N2004
13

Mibvunzo yegore ra2005

CHIKAMU I: MUTAURO

1 Pindura mibvunzo raiviri chete muchikamu chino.


Ongorora mazita aya ugopindura mibvunzo inotevera.
, jV' moto dzimba nziyov
Mb makuva kunze Farai
kuraura \J meno'V kure
AUj- kuda ndimi v sahwira,
A/V*<' muswe 'S mwenje v matombo 1/
mhiri vy kumunda feso
ly kuroya vy tete ty badza
zasi gaba shure
Uv K\i v
(v) Sarudza mazita ari mumupanda mumwe chete woaisa pawo
oga. Ita izvi kusvikira wapedza ose. (8*)
A'4-
VlA • (vi) Tsanangura zvikonzero zvaita kuti uise mazita aya
muzvikwata zvakasiyana-siyana. (4)
V-
2
P i]
■A. Nyatsoongorora mazwi ari pazasi ugopindura mibvunzo
|A. inotevera.
s/d * pfupi mbiri katema
''\v dete zviduku hobvu
pfumbu 3159/2N2004

>Vu
(a) Pachipauro chega chega chiri pamusoro, nyora zita rinofambirana
nacho,
sokuti - murefu
14

3159/2N2004
15

3
Nyora uchiita zvawanzi uite pachirevo choga choga.
(c) Ava ndivo vana vandinofarira.
Mazwi ane mitsara pasi anonzi chii?
(d) Ridza ngoma vanhu vatambire mukuru wenyika ari kusvika nhasi.
Ndezvipi zvivanduriro zvashandiswa muzviito zvine mitsetse pasi
pazvo?
(e) Rudo naMaidei vadyisa nyama iya vose nembwa.

Ipa mazita ezvose zvine mitsetse pasi pazvo.

(f) Chikoro chinovharwa mangwana.

Ita kuti chirevo ichi chive chokuramba (negative).

(g) Vasikana vatatu vakaenda kudhorobha

4 nezuro. Ipa mazita ezvose zvine mitsetse

pasi pazvo.

Nyora mazita mashanu ezvidudzirazviito (adverbials) zvaunoziva.


Tsanangura basa rechidudzirachiito chega chega chawanyora uchipa muenzaniso
mumwe chete pabasa rega rega.

CHIKA

3159/2 N2006
16

Mibvunzo yegore ra2006

Pindura mibvunzo miviri chete muchikamu chino.


1 Nyora zvivakashure uye madzitsi emazwi anotevera:
dzvuku seri guyu mano
zigomana dura nhivi baba
chembere chando Zimbabwe chapungu

2 Nyatsoverenga ndima iri pazasi ugopindura mibvunzo inoitevera:

Gona ana gona wakewo. Iyi itsumo yakagara iriko kubva kare. Vakuru vedu
vakaishandisa kutsanangura kuti shasha inogona kuwana imwe shasha inoikurira.
Ndiwo magariro saka vanhu vazhinji ngatigare tichiziva izvi muhana dzedu mazuva
ose.

3159/2 N2006
17

Kubva rnuchindima ichi ipa zvinotevera:


(a) Zvirevamwene zviviri (2)

(b) Zvindori zviviri (2)

(c) Zviratidzi zviviri (2)

<d) Zvipauro zviviri (2)

(e) Chidudziramuiti chimwe chete (1)

(f) Zita rimwe chete remupanda 9 (1)

(g) Quito chimwe chete chiri mudonzo rekukurudzira (1)

(h) Chibatanidzi chimwe chete (1)

(i) Chirevauwandu chimwe chete (i)


[12

3159/2 N2006
18

(a) Nyora mazita mashanu ezvivanduriro zvezviito zvaunoziva. W)


(b)
Nyora zviito zvishanu zvine chimwe nechimwe chezvivanduriro
zvawanyora pa(a) ugotaridza zvinotevera:

(i) mudzi wechiito

(ii) chivanduriro chacho

(iii) zita rechivanduriro (10)


[I2i]

Nyora zvirevo zvitanhatu uchishandisa zvidudzirazviito zvinotevera:

0) chechombo chakashandiswa (2)

(ii) chebatano (2)

(iii) chemuiti (2)

(iv) chefanano (2)

(v) chenguva (2)

(vi) cheudzamu (2i)

Mibvunzo yegore ra2007

3159/2 N2007
19

UTAURO

Pindura mibvunzo miviri chete muchikamu chino.


(ix) (a) Umba mazita emupanda 10 kubva pamadzitsi anotevera:
-izi -mba -puka -
tapwa -sero
-tiyo -rimi -kova -chembere

(h) Tsanangura uchipa mienzaniso nzira ina dzinobatsira pakuisa mazita


mumipanda yawo. (8)
t12*]

(x) Ongorora mazwi anotevera ugopindura mibvunzo iri pazasi pawo.


vamwe oga pavo chii svomene
randinod yekudya rumwe vose zvandakaona
a dzasekuru
vaenda
(a) Isa mazwi aya muzvikwata zvina zvakakodzera uchipa zita rechikwata
chega chega. (4)

(b) Tsanangura uchitaridza maumbirwo ernazwi aya uchitora izwi rimwe


chete semuenzaniso kubva pachikwata chimwe nechimwe. (**)
D2*]
(xi) (a) Ita kuti mazwi aya ave zvindori.

avo uyu vangu gudo kure


VaGutu hari tsvuku vasingaoni

(b) Tsanangura zvizere nzira mbiri dzekuumba nadzo zvindori muChishona


kubva pane dzaunoziva. (8)
D2i]

(xii) (a) Zviito zvine mitsara pasi zviri mumadonzo api?

3159/2 N2007
20

(f) Vakaenda mhiri kwamakungwa.

(g) Kunyora kwako hakufadzi.

(h) Ndingafare sei ini ndichigarotukwa?

3159/2 N2007
I

21

(i) T anga tichifara nguva dzose.

(j) Kuti tidye zvakanaka tinofanira kurima.

(k) Ngatiimbei nevamwe muchechi.

(l) Akarohwa ndokuchema zvikuru.

(m) Vasikana vakauraviwa ndevekuHarare.

(n) Idya sadza ndisati ndakurova. (9)

(b) Putsa izwi rokuti/ mutswa /ugoratidza nokudoma zvivakiso zvakariumba. (3|)

CHIKAMUn: U

Mibvunzo yegore ra2008

CHIKAMU I: MUTAURO

Pindura mibvunzo miviri chete muchikamu chino.

(xiii) Nyora zvivakashure nemadzitsi emazita anotevera:


mhururu ziso zigadzi
mweya uta svana
guru meso tete
mberi njiri mutaur
i

(xiv) Zadzisa pakashama.

3159/21 N2008
22

Izwi chinan’anuri/ chisazitasingwi chiratidzi chindori


chisarudzi
chana - -

amai - - - -

dzvuku - - - -

kuseka - - - -

mbudzi - - - -
- - - -
Gwenembe

(xv) (a) Ipa zita rechidudzirazita choga choga chiri pazasi.

mukuru chega

rino kumwe

vandakaona dzangu (3)

(b) Tsanangura, uchipa muenzaniso, basa rimwe chete rechidudzirazita


chimwe nechimwe chawanyora pamusoro. Pi)

[«i]

3159/2 N2008
23

(xvi) Shandisa dzitsi l-batal muzvirevo zvine madonzo anotevera:

(i) rekutuma

(j) rechi shu wo

(k) rekuudza

(l) redudziramuiti

(m) renhevedzano

(n) rezvanga zvichiitika panguva iyoyo

(o) rekuita

(p) regoneko
(q) rekurudziro [l2y]

Mibvunzo yegore ra2010

CHIKAMU I: MUTAURO

Pindura mibvunzo miviri chete muchikamu chino.


Kubva pamadzitsi emazita anotevera nyora mazita ari mumipanda
yawapivva
(a) - endo 10
(b) - sikana 5
(c) - ana 11
(d) -shasha 14
(e) - seri 16
(f) - ando 3
(g) - bhora 17
(h) - komana 9
(i) - tura 13
(j) - iso 6
(k) - chembere 5
(1) -tongo 21
(m) - famba 15

2 (a) Ronga mazwi anotevera muzvikwata zvina. Ipa zita rechikwata

3159/2 N2010
24
chega chega.
vapfupi vamwe rwupi dema ndomene
koga zvii rino zana upi
paye kumvve vose huru pai
mega (4)

(b) Tsanangura maumbirwo emazwi aya uchitora izwi


rimvve chete semuenzaniso kubva pachikwata chega

chega.
3 Nyora zvirevo zvitanhatu uchirebesa dzitsi rechiito l-bcita! nenzira dzakasiyana- siyana.
Ipa zita rerebeso yawashandisa pachirevo choga choga. ^12^

4 Kubva muchirevo chega chega chiri pazasi nyurura chidudzirachiito ugopa zita
racho.
(i) Ndinoda kuenda newe kumusha. (4)

(ii) Vana vose vakanyora mhinduro nepenzura. (2)

(iii) Vakomana vaya vokuba vakasungwa nomupurisa. (2)

(iv) Chikomana chakanzvenga senyenganyenga. (2)

3159/2 N2010
25

(v) Sekuru vakauya muchando vakaona nhamo.

(vi) Akarohwa chaizvo akatiza pamba.

CHIKAMU II:

Mibvunzo yegore ra2011

CHIKAMU I: MUTAURO
\
Pindura mibvunzo miviri chete muchikamu chino.
1 (a) Nyora madzitsi chete amazita anotevera:
hwan dapi nhope dzikana
a Gondo nyoka hari
nyasi mwoto chengo nhunzi
panze
(b) Shandisa dzitsi/ -kadzi/ kuumba mazita emipanda
inotevera: (6)

1,2, 5, 7, 8, 9, 10, 11, 12, 13, 14, 19,21


[12±]
2 Verenga ndima iri pazasi ugopindura mibvunzo inotevera:

Ini ndomene, ndinoona vanhu vazhinji vachitamba mutambo


wenhabvu asi Farai ndiye mutambi mum we anonyatsonditsikira bhora. Pane vakomana
vaviri vaanotamba navo vandinoshaya kuti vangatambe mutambo upi nokuti vanoti vakawana
bhora voshaya kuti voita chii naro. Matambiro avo asiyana kwazvo neemazuva ano. Vese
vanoona vakomana ava vachitamba vanotenderana neni.

Kubva muchindima ichi nyora zvinotevera:

(xvii) zvipauro zviviri [2]

[12+]

3159/2 N2011
7

(xviii) zvirevamwene zviviri [2]

(xix) zvisarudzi/ zvinan’anuri zviviri [2]

(xx) zviverengo zviviri [2]

(xxi) zvirevauwandu zviviri [2]

(xxii) chidudzirachiito chimwechete [1]

(xxiii) chindori chimwe chete [1]


(xxiv) chiratidzi chimwe chete

3159/2 N2011
7
BLANK
Mibvunzo PAGE
yegore ra2012

CHIKAMU I: MUTAURO

Pindura mibvunzo miviri chete muchikamu chino.

1 Ongorora mazita anotevera ugopindura mibvunzo iri pasi pawo.


meso mainini kure
ndimi seri marara
mberi mazai sadza
chando tsero Taurai
hova mhiri kudya
kutamba kunze kumunda
zizi chingwa chisi
dzoro sekuru kucheka

(xxv) Isa mazita ari mumupanda mumwe chete pawo oga.


(«*)
(xxvi) Ipa nzira ina chete dzinoshandiswa mukuisa mazita mumipanda yawo. (4)
[12*1
2 Nyatsoverenga zvirevo zvinotevera wozodoma mazita ezvakatarwa mitsetse pasi.

\
3159/2 N2011
7
(a) Iri ibasa reavo vakafunda.

(b) Vakaenda kumusha nebhazi.

(c) Ndinotenda wakandinzwisisawo.

(d) Ndinotenda iwe Musikavanhu.

(e) Pano ndina baba vanau muno muaan’a.

(f) Havasakauya kumusha gore rapera.

(g) Varidva sadza romene nenvama.

(h) Tavaona vachifamba.

(i) Nyaya iyi ndinoiziva.

[12X]

3159/2 N2011
7

3159/2 N2011
3 (a) Nyora zvirevamwene zvipfumbamwe 7 asi usingadzokorore sungawirirano
yechirevamwene nedzitsi rechirevamwene. N)

(b) Tsanangura, uchipa mienzaniso, mabasa mana ezvirevamwene aunoziva. (8)


[«1]
4 Chiito chokuti /-gara/chinogona kuvandudzwa nezvivanduriro zvezviito
zvakasiyana-siyana. Nyora zvirevo uchishandisa chiito ichochi nezvivanduriro zvawapuwa.
(a) chenyanyiso 0) .

(b) chekuitirana (1)

(c) chekuitika 0)

(d) chekuitira (1)

(e) chemherevedzo + chekuitwa (2)

(f) chekonzero + chekuitirana (2)

(g) chekuitira + chekuitirana (2)


(2«
(h) chekonzero + chekuitirana + chekuitwa

[I2i]

Mibvunzo yegore ra2013


CHIKAMU I: MUTAURO

Pindura mibvunzo miviri chete muchikamu chino.

1 (a) Isa mazita anotevera mumipanda yawo.

2 (a) Isa zvidudziramazita zvinotevera muzvikwata zvakakodzera ugodoma zita


rechikwata chimwe nechimwe:
pai chino rwose
ndomen mupi murefu
e vega kumwe
nhete \ zvimwe gobvu
riya (6)
3159/2 N2011
Amainmi 7mwem rwatata
Tusikana kuenda zidombo
svimbudzi mano kuchikoro
mushonga tsero vatezvara
padyo utsanana Chishamiso
svinga nyasi

Tsanangura nzira mbiri dzinoshandiswa kuisa mazita mumipanda yawo.


Ipa muenzaniso panzira yega yega. (4)
[12|]

(xxvii) Tsanagura maumbirwo echikwata chimwe nechimwe chawaumba


pamusoro. Ita izvi uchishandisa chidudzirazita chimwe chete somuenzaniso kubva
muchikwata choga choga. (6j)
[12i]

3 Patsanura chiito chinoti vacharirongedzera uchiratidza zvivakazwi zvese zviri


machiri. Zvino chidoma zita rechivakazwi chimwe nechimwe chawanyora.

3159/2 N2011
7

(r) Tsanangura nzira nhanhatu dzokuumba nadzo mibvunzo, sokuti:

Kushandisa /-ani/

Ndiani adya sadza rangu?

l2y]

Mibvunzo yegore ra2018

Pindura mibvunzo mitatu chete kubva muchikamu chino.


6 Nyora mipanda nezvivakashure zvemazita anotevera:

Vasahwir niusang dziva


a o m wen
ugaro rufii
CHIKAMU III: MAUMBIRWO i
EMUTAURO
misungo nhapwa cliikoro
majeko [10]

7 Verenga ndima inotevera, ugopindura mibvunzo iri pazasi.


Ipapo kwakasvika kamwe kasikana kakasvikoti pfurugwada pana VaMabvura.
VaMabvura vakatapa shoko riya nomufaro mukuru ndokurizevezera munzeve
dzaKufakunesu. Achinzwa izvi akaita seanopenga nokufara. Vanhu vose vakangoti
kanhama nazvo.

(a) Nyurura zvidudziramazita zvose zviri mundima iyi, ugodoma zita rechimwe
nechimwe chezvawanyora. (6)
\

(b) Pazvidudziramazita zvawanyora sarudza zviviri chete ugotsanangura


maumbirwo azvo, uchipa muenzaniso
3159/2 N2011
mumwe chete pachidudzirazita choga
choga. (4)
7

(a) rekuudza (2)


*

renhevedzano
(b) (2)
*
(c) rekutuma (2)

(d) rezvanga zvichiitika panguva iyoyo (2)

(e) rekuita (2)


[10]
8 Shandisa chiito /-rova/ muzvirevo kuburitsa madonzvo ezviito anotevera:
[10]

[Enda kuseri

3159/2 N2011
7

9 Doma mazita ezvakanyorwa nemavara makobvu.


(1) Nyora zvakanaka. (1)

(ii) Sekuru vazouya vomene. (1)

(iii) Ini ndinotaura ChiShona. (1)

(iv) Takapemberera mwenga. (1)

(v) Chakabatwa nekatsi igonzo. (1)

(vi) Handimuteereri nokuti anonyeba. (1)

(vii) Tatenda aisadya kumakwato. (1)

(viii) Ndabayiwa nechipikiri. . 0)

(ix) Zvatosvorana gonzo nachin’ai. (1)


(x) Kamba inofamba zvinyoronyoro.
(1)
[10]

Ongorora zvirevo zvinotevera.

(a) Mbuya vakabikira sekuru doro.

(b) Mwana wemanyawi uya anoroveka nvore.

(c) Kasikana kakatambisa pamuchato.

(d) Muvaki achapfurunura imba yedu.

(e) Anosekerera chaizvo nerudo.

Pachirevo choga choga chapiwa ipa zvinotevera:

(i) chiito chiri muchirevo,

(ii) mudzi wechiito,

(iii) rebeso yechiito,


(iv) zita rerebeso.
\

' [10]
3159/2 N2011
4007/2 N2018
7
:

3159/2 N2011

You might also like