Chiazeri
Chiazeri mutauro webazi re mitauro ye Chituruki unotaurwa ne Vaazeri vanogara muRudhende rwe Azeribhaijani kunotaurwa mhando dze Chiazeri chemaodzanyemba ye Chiaazeri, uye chinotaurwa wo munzvimbo ye Azeribhaijani yeIrani, kunotaurwa mhando dze Chiazeri chechamhembe. Kunyangwe pane dhigirii huru yekunzwisisana pamhando mbiri dzese dze Chiazeri, pane masiyano muruambainzwi, reshikoni (lexicon), ruambawumbwa (morphology), sindiksi (syntax) uye sosi ye mazwitapa (loanwords).
Chiazeri chemaodzanyemba chine statasi iri ofishau muRudhende rwe Azeribhaijani ne Dhagestani (fedherari ye Rhashiya) asi Chiazeri chechamhembe hachina statasi mu Irani, kunogarwa nehuwandu huzhinji rwe Vaazeri. Inotaurwa wo mumadhigiri mashoma mumisha eVaazeri eJojya ne Turuki uye mu mharadzirwa dzeVaazeri, kunyanya mu Yuropu ne Maodzanyemba eAmerika.
Dzese mhando dze Chiazeri mabazi eOghuz ne mitauro ye Chituruki.
Chiazeri ne Chituruki
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Vatauri veChiazeri chekumaodzanyemba ne chekuchamhembe ne vatauri veChituruki vanotaudzana vachikwanisa kunzwisisa.
Pazasi pane mashoko anotaurwa zvakasiyana ne Chiazeri ne Chituruki anoreva zvimwechete mumitauro yese mbiri:
Chiazeri | Chituruki | Chishona |
---|---|---|
ayaqqabı/başmaq | ayakkabı | shangu |
ayaq | ayak | tsoka |
kitab | kitap | nwadhi |
qan | kan | ropa |
qaz | kaz | sekwe |
qaş | kaş | tsiyo |
qar | kar | sinuu |
daş | taş | ibwe |
qatar | tren | chitima |
Vaazeri ne Vaturuki
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pazasi panemashoko anosiyana pakutaurwa muChiazeri ne Chituruki anoreva zvimwe mumitauro yese mbiri:
Chiazeri che kumaodzanyemba
ne chamhembe |
Vaturuki | Chishona |
---|---|---|
mən | men | Inini, ini |
sən | sen | iwewe, iwe |
haçan | haçan | riinhi |
başqa | başga | chimwe |
it, köpək | it, köpek | imbwa |
dəri | deri | ganda, dehwe |
yumurta | ýumurtga | zai |
ürək | ýürek | moyo |
eşitmək | eşitmek | kunzwa |